Duramazwi03 / 03svotesaKusvotesa kuita kana kutaura zvokutsamwisa nokukaurisa vamwe. Rowesai aisvotesa Pure, achimuti kumba kwavo vanodya sadza namapete.Verenga→