Duramazwi
Zvinoreva
Kana nyoka ichiti svororo inenge ichitedzemuka panenge pakatenuka, ichibva yaenda isingazvonyongoki.
1

Kuti tsvororo ruzha rwokuyerera kwemvura yasara shoma murwizi.
Musvororo munhu anenge akareba ari mutete.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03svosva
Kudenha munhu kana chinhu chakazvigarira.
VerengaSwipe for the next word