KwaunobvaDuramazwiSsvotesa

Duramazwi

svotesa

Zvinoreva

Kusvotesa kuita kana kutaura zvokutsamwisa nokukaurisa vamwe. Rowesai aisvotesa Pure, achimuti kumba kwavo vanodya sadza namapete.

1

Kusvotesa kuita kana kutaura zvokutsamwisa nokukaurisa vamwe. Rowesai aisvotesa Pure, achimuti kumba kwavo vanodya sadza namapete.

Vazukuru vanenge vachiimba vachisvotesa sekuru vavo senzira yekufarira mbuya vatsva ava.

Kuganhira kuita kana kutaura kunoratidza kungwarisa, kuzvikudza kana kusvotesa.

Tinoshandisa eeka tichibvuma zvine kushatirwa, kana kuramwa, kana kusvotesa mukati.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word