KwaunobvaDuramazwiVvhairira

Duramazwi

vhairira

-shainira-dadira

Zvinoreva

Kana munhu achivhairira munhu anenge achizvitutumadza paari kana kutaura mashoko ekumusvotesa.

1

Nyawi maitiro ekuonererwa uchivhairira vanhu, nokuda kwekuti vanhu vanenge vakakutarisa kana kukuteerera.

Zvakafanana

-shainira · -dadira

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word