KwaunobvaDuramazwiCchinyura

Duramazwi

chinyura

Zvinoreva

Kuchinyura munhu kutaura naye uchibudisa mashoko okumusvotesa.

1

Kuchinyura munhu kutaura naye uchibudisa mashoko okumusvotesa.

Chigubhu chakati dhudhubwi chichinyura mutsime.

Kuti nyorododo kudzika pasi muviri uchinyura muchigaro chinotefetera.

Kana mvura ichimwirira muvhu inenge ichinyura pasi, i-singayereri.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chinzonono

Chinzonono chirwere chinotapuriranwa nekufeva, chinoti ukasakurumidza kurapwa uinacho unotadza kuzvara kana kuzvarisa.

Verenga

Swipe for the next word