KwaunobvaDuramazwiCchinzvimbo

Duramazwi · zita

chinzvimbo

capacity · status · position · rank

Zvinoreva

Chinhambo.

1

Chinhambo.

Chii chave kuitawo kuti chinzvimbo chevanhu ava mumhuri chiite chichipera simba?

Mhuri dzave kukura dzakapararira nenyika zvoita kuti basa kana kuti chinzvimbo chatete kana chasekuru chishayewo basa.

Kana wadhingura munhu ane chinzvimbo chake unenge waita kuti achisiye achachida.

2

Mutunhu.

3

Mune zvemabasa chinzvimbo chomunhu ukuru hweutungamiriri hwaanenge anahwo pabasa.

Zvakafanana

chidanho

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chinzvinzvi

Chinzvinzvi ndezvekudya zvinenge zvisati zvanyatsa kugayiwa mudumbu memhuka.

Verenga

Swipe for the next word