Duramazwi · zita
Zvinoreva
Imba yebasa (office).
1
Imba yebasa (office).
Nharembozha inoita kuti unofamba nayo pose pauri asi muchina wenhare unogara muhofisi kana mumba ii.
Wapedza kuremekedza nokucherechedza vakuru varipo wakafaniravo kutaura zita rako, hofisi yawabva uye zvawakamirira.
Vaisiti uyu ataura zvake uyuwo otaura zvake, manje nhasi vasangana, saka zviri kubikana muhofisi imomo.
Mamwe mazwi ane O
ODuramazwi
01 / 03ofu
Ofu mukana unopihwa mushandi kuti ambozorora kushanda kwenguva isina kunyanyoreba.
VerengaSwipe for the next word