KwaunobvaDuramazwiOodzvoka

Duramazwi

odzvoka

Zvinoreva

Kuvhozhoka.

1

Kuvhozhoka.

Kufoshoka kuwodzvoka kunoita zvinhu zvichibva mumudziyo watsemuka.

Kuwodzvoka kubuda kunoita mbesa kana pavhurwa buri guru chaizvo.

Kuti fosho kubuda kunoita zvinhu mumudziyo wakaita sesaga rinenge ratsemuka, zvichiita zvokuodzvoka.

Mamwe mazwi ane O

O

Duramazwi

01 / 03

ofisa

Munyaya dzezvechiuto, chipurisa uye chihurumende, ofisa munhu ane chidanho chekutonga vamwe vanhu pabasa.

Verenga

Swipe for the next word