KwaunobvaDuramazwiOodzeka

Duramazwi

odzeka

Zvinoreva

Zvidzidzo zvezviwanikwa.

1

Zvidzidzo zvezviwanikwa.

Mukwanzvi rudzi rwehove huru ine ndebvu, inofarira kugara mumvura inobvongodzeka.

Kukodzeka mukaka kuuchengeta kwemazuva kuzvika waorerera waita ruomba, zvimandama nemutuvi.

Kana uchiwodzeka mukaka mumbishi unenge uchiuisa muhari kana pamwewo panhu kuti ukore zvakanaka.

Mamwe mazwi ane O

O

Swipe for the next word