KwaunobvaDuramazwiCchioko

Duramazwi

chioko

Zvinoreva

Munhu ane chioko ndeanoti, akatanga kuita basa, ndima ya-

1

Munhu ane chioko ndeanoti, akatanga kuita basa, ndima ya-

Kana munhu ane chioko chegudo anenge achigara achirova vamwe nembama nguva dzose, achiita zviya zveku-ngoerekana aregedzara.

Mwana wenyu uyu haagoni kutamba navamwe nokuti ane nechioko chegudo.

Kuva nechioko chegudo kuita katsika kokungorova vamwe pese pese.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chioko chegudo

Kana munhu ane chioko chegudo anenge achigara achirova vamwe nembama nguva dzose, achiita zviya zveku-ngoerekana aregedzara.

Verenga

Swipe for the next word