Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu ane chioko chegudo anenge achigara achirova vamwe nembama nguva dzose, achiita zviya zveku-ngoerekana aregedzara.
1

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiomesashaya
Chiomesashaya chirwere chinokonzerwa neutachiona hunenge hwaenda paronda rekuchekwa, chinokonzera kuti nhengo dzemuviri dziome.
VerengaSwipe for the next word