Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu ava pane chimwe chidanho muupenyu anenge ayambuka, asvika pane chi-mwe chikamu cheupenyu hwake.
1
Kana munhu ava pane chimwe chidanho muupenyu anenge ayambuka, asvika pane chi-mwe chikamu cheupenyu hwake.
Dai pasina mbavha dzakandibira dzikandidzosera shure, nhasi uno ndingadai ndiri pane chimwe chidanho.
Bhuku chidanho chokudzidza chinenge chasvika munhu kuchikoro, zvikuru kupuraimari kana kusekendari.
Kuekita kuva mutambi anenge achimirira chidanho chemu-mwe munhu munyaya inobuda semutambo kana firimu.
2
Chinzvimbo.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03ChiDanish
danish
VerengaSwipe for the next word