KwaunobvaDuramazwiCchidakadaka

Duramazwi · zita

chidakadaka

Zvinoreva

Kana munhu ane chida-kadaka nechimwe chinhu anenge a-chinyanya kuchidisa zvokudarika chipimo.

1

Kana munhu ane chida-kadaka nechimwe chinhu anenge a-chinyanya kuchidisa zvokudarika chipimo.

Tsinye kuva nechidakadaka chokuita zvinokuvadza kana kurwadzisa vamwe.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chidanho

Kana munhu ava pane chimwe chidanho muupenyu anenge ayambuka, asvika pane chi-mwe chikamu cheupenyu hwake.

Verenga

Swipe for the next word