KwaunobvaDuramazwiCchishuwiro

Zvinoreva

Chishuwiro kuva nechido chakanyanya chekuonana nemunhu wavava nenguva usina kuona.

1

Chishuwiro kunzwa kuda kudya kana kuita chinhu chawava nenguva usingaiti.

2

Zvakafanana

chisuwo

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chishuwo

Chinhu chaunoda kwazvo mumwoyo (desire/wish).

Verenga

Swipe for the next word