Duramazwi · zita
madanha
longing
Duramazwi · zita
longing
Madanha kunzwa kuda chimwe chinhu zvakanyanya.
Madanha kunzwa kuda chimwe chinhu zvakanyanya.
Madanha etsvimborume kudya yawarira.
Madanha ishungu dzokuitira munhu waunofarira zvinhu zvakasiyana-siyana zvinomufadza.
Patakaenda kuHarare, mukoma akaita madanha okuenda nesu kunodya kuhotera yepamusorosoro.
Madanha emugudza madetembo anodetembererwa varume nevakadzi vavo pauriri senzira yokuratidza kunakirwa uye kukurudzira mumwe kuti asaneta.
Duramazwi
01 / 03madanhau
Madanhau ku-mera nguva imwe chete kwembesa dzakakavirwa kana kukushwa.
VerengaSwipe for the next word