KwaunobvaDuramazwiGgaho

Duramazwi · zita

gaho

zemohoshsa

Zvinoreva

[gawo, gahwo] Shungu dzokunyanya kuda.

1

[gawo, gahwo] Shungu dzokunyanya kuda.

Gaho kunzwa kuda chimwe chinhu zvakanyanya pane imwe nguva.

Gaho ishungu yokuda kurara nemukadzi kana nomurume. Imbwa iyi ine gaho rokuti, ukada kuidzinga pamukadzi wayo, inenge ichakuruma.

2

Gaho kunzwa kuda chimwe chinhu zvakanyanya pane imwe nguva.

3

Gaho ishungu yokuda kurara nemukadzi kana nomurume. Imbwa iyi ine gaho rokuti, ukada kuidzinga pamukadzi wayo, inenge ichakuruma.

4

Gaho ishungu dzokuita zvinhu zvisiri zvezera, uchiteedzera vakuru. Madzikoma edu aitidzinga mumba kana vava kutaura nyaya dzavo vachiti havadi vanhu vane gaho.

Zvakafanana

zemo · hoshsa

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word