KwaunobvaDuramazwiGgaka

Duramazwi · zita

gaka

cucumber

shanjagakachigajacha

Zvinoreva

[gake] Gaka imhando yemuchero, unogona kuita minzwa kunze kana kushaya, unowanikwa pachirimwa chinotanda pasi kana kukwira nemiti, kana pane zvimwewo zvirimwa.

Kugaka kusanyatsokwana kwechinhu pachinenge chichidhonzwa kuti chipinde napamwe panhu. Runhokwe urwu rwuri kugaka nokuti majuru akawandisa.

1

Kana munhu achinzi anodya gaka anenge achipenga chaizvo.

Zimunzwa rakati dhovho richipinda mugaka.

Kugaka kuramba kubvuma kuita chaunenge wakumbirwa kuti uite.

2

Kugaka kusanyatsokwana kwechinhu pachinenge chichidhonzwa kuti chipinde napamwe panhu. Runhokwe urwu rwuri kugaka nokuti majuru akawandisa.

Kana munhu achinzi anodya gaka anenge achipenga chaizvo.

Kugaka kuramba kubvuma kuita chaunenge wakumbirwa kuti uite.

Bhondando muchero wakaita segaka asi iwo uri mukuru, unovava uye unodyiwa kana watanhwa ndokumboiswa padivi kwemazuva mazhinji.

3

Kugaka kuramba kubvuma kuita chaunenge wakumbirwa kuti uite.

Zvakafanana

shanja · gakachiga · jacha

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gakai

Kuti gakai kubwaira kwemeso makuru ari machena, zvi-ne kakuyevedza mukati.

Verenga

Swipe for the next word