KwaunobvaDuramazwiRramba

Duramazwi · chiito

ramba

disapprove · reject · repudiate · resent · resentful · turndown · refuse; deny · deny · refuse

-rambira

Zvinoreva

Muramba.

Kuramba kuita chinhu kana kuramba munhu.

Kana munhu aramba anenge aratidza kana kutaura kuti haadi kuita zvaanenge anzi aite.

1

Muramba.

Ramba kuudzwa akaonekwa nembonje pahuma.

Ramba uchizvipa basa rokunyora rakawanda kuti ubatsirikane zvinyorwa zvakawanda.

Ramba uchingodzokera kuchidzidzo chemadimikira ichi kusvikira wave kunyatsonzwisisa zvizere.

2

3

Kana munhu aramba anenge aratidza kana kutaura kuti haadi kuita zvaanenge anzi aite.

Ramba kuudzwa akaonekwa nembonje pahuma.

Ramba uchizvipa basa rokunyora rakawanda kuti ubatsirikane zvinyorwa zvakawanda.

4

Kana zvinhu zvichinzi zvaramba zvinenge zvisina kuzobudirira sezvanga zvakatarisirwa.

5

Kana murume kana mukadzi achiramba mumwe wake, anenge asvika pakuti vasavezve noukama pakati pavo somurume nomukadzi.

6

Kana munhu achiramba achiita chinhu anenge aenderera mberi nokuchiita panenge pachitarisirwa kuti ange aguma.

Nyama yakazotsva nokuti musikana akaramba oisa moto musisina mvura.

Zvakafanana

-rambira

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word