Duramazwi
nyima
selfish
Duramazwi
selfish
Kunyima kuramba kupa munhu chikafu kana zvimwewo zvaanenge achida kwauri, asi iwe u-nazvo.
Kunyima kuramba kupa munhu chikafu kana zvimwewo zvaanenge achida kwauri, asi iwe u-nazvo.
Nhamo yemombe kunyima mashanga iriyo yakarima gombo.
Zvakakoshawo kurangarira kuti muridzi wechinhu anogona kukurambira kana kukunyima chaunenge wakumbira.
Pavakamunyima mari yedoro, Tendai akazoswera achikwachura mai vake zuva rese.
Kana bhiridha achinyima dhaka pakuvaka anenge aine mavakire okusashandisa dhaka parinenge richitarisirwa kuti riwande.
-namba
Duramazwi
01 / 03nyimbiri
Nyimbiri ishiri yakada kuita senjiva asi iyo yakasvibira. inodya michero yakaita setsamvi nemakuya.
VerengaSwipe for the next word