KwaunobvaDuramazwiZzvinyima

Duramazwi

zvinyima

Zvinoreva

Kuzvinyima kusadya kana kumwa chinhu kwezuva rese nekuda kwekuti munhu anenge ane chaari kunamatira.

1

Vatenderi vanozvinyima kudya panguva yeRendi.

MuchiKirisitu, mutsanyo kuita kwevatenderi kokuzvinyima zvokudya paine zvavanenge vachinamatira.

Kuzvinyima kusadya kana kumwa chinhu kwezuva rese nekuda kwekuti munhu anenge ane chaari kunamatira.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word