Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akazvinyararira anenge ari panguva yokusada kutaudzana navanhu, achizviitira zvinhu zvake ega.
1

Kunyandura munhu kumudenha kuti atsamwe iye anga akazvinyararira.
Kana munhu akazvinyararira anenge ari panguva yokusada kutaudzana navanhu, achizviitira zvinhu zvake ega.
Kuchera nyoka nomuromo kuzvidenhera zvinhu zvanga zvakazvinyararira zvazvo dzokonoko wapinda mumatambudziko.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zvinyima
Kuzvinyima kusadya kana kumwa chinhu kwezuva rese nekuda kwekuti munhu anenge ane chaari kunamatira.
VerengaSwipe for the next word