KwaunobvaDuramazwiZzvinyoronyoro

Zvinoreva

Kana zvinhu zvichiitwa zvinyoronyoro zvinenge zvichiitwa pasina ruzha kana kumhanya-mhanya.

1

Kana zvinhu zvichiitwa zvinyoronyoro zvinenge zvichiitwa pasina ruzha kana kumhanya-mhanya.

Dai mangonditaurira chete." Zvinyoronyoro, akabvisa bakatwa kumusana zvishoma nezvishoma.

Kana munhu achinzi ane izwi nyoro anenge achitaura zvinyoronyoro, zvisina ukasha.

Kudzatsa kurova mumwe munhu zvinyoronyoro nechanza, kutaridza kuti unomufarira.

Zvakafanana

kwadi kwadi · zvishoma zvishoma

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word