KwaunobvaDuramazwiZzvishoma zvishoma

Zvinoreva

Kana vanhu vachiita zvinhu zvishoma zvishoma vanenge vasingakurumidzire kuzviita.

1

Kana vanhu vachiita zvinhu zvishoma zvishoma vanenge vasingakurumidzire kuzviita.

Kana vanhu vachiita zvinhu zvishoma zvishoma vanenge vasingakurumidzire kuzviita.

Kuti gwaba gwaba kufamba zvishoma zvishoma komunhu kana mhuka isina simba mumabvi.

Kuti gweba gweba kufamba zvishoma zvishoma zvinoratidza kuti mumabvi hamuna simba.

Zvakafanana

kwadi kwadi · zvinyoronyoro

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word