Duramazwi
zvishoma nezvishoma
gradual · gradually · slowly
Duramazwi
gradual · gradually · slowly
Pashoma pashoma.
Pashoma pashoma.
Batakue Vakatanga kuvhura door zvishoma nezvishoma ndokumbotanga vapinza musoro.
Dai mangonditaurira chete." Zvinyoronyoro, akabvisa bakatwa kumusana zvishoma nezvishoma.
Vakabva vavhura door ravo zvishoma nezvishoma kwave kuwana BaTakue vakapfugamira Maitakue.
Duramazwi
01 / 03zvishoma zvishoma
Kana vanhu vachiita zvinhu zvishoma zvishoma vanenge vasingakurumidzire kuzviita.
VerengaSwipe for the next word