Duramazwi
zvishoma
briefly · minimal · minimally · progressively · scant · somewhat · sparingly · barely · bit · least · less · lesser · lightly · partially · slight · slightly
Duramazwi
briefly · minimal · minimally · progressively · scant · somewhat · sparingly · barely · bit · least · less · lesser · lightly · partially · slight · slightly
Kana munhu achitaura zvishoma anenge achitaura zvinyoro-nyoro kana kuti achinonokera.
Kana munhu achitaura zvishoma anenge achitaura zvinyoro-nyoro kana kuti achinonokera.
MaiTakunda vakati dongorerei zvishoma kwave kusanganisa maziso nemurume wavo.
Kuzongoti naTadiwa vaibuda mumba mumwe chete naTadiwa ndokusaka vaitiwiriranei zvishoma.
Debra akavhura door zvishoma nezvishoma kwave kubva apinda kukitchen.
Duramazwi
01 / 03zvishoma nezvishoma
gradual
VerengaSwipe for the next word