Duramazwi
Zvinoreva
Zvinhu zvishomanana zvinenge zvisingatombokwani kuitisa zvaunenge uchida kuzvishandisira. Ndakapuwa mvura shomanana, zvokuti ndakasara ndine nyota.
1
Zvinhu zvishomanana zvinenge zvisingatombokwani kuitisa zvaunenge uchida kuzvishandisira. Ndakapuwa mvura shomanana, zvokuti ndakasara ndine nyota.
Maitiro aya aiita kuti nhubu kana kuti nhundiramutsime dzive shomanana zvikuru.
Chibatiso imari shomanana yaunobhadhara kuti chaunoda kuzotenga chichengeterwe iwe chete.
Ichi chiumbamazwi chinoshandiswa kutaridza kuti chinhu chaitika nguva shomanana ichangopfuura.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shomanene
VerengaSwipe for the next word