KwaunobvaDuramazwiSshoku

Duramazwi · zita

shoku

Zvinoreva

Shoku kuvhunduka kukuru kokuti muviri unobva wapera simba munhu achibva aita seafa. Paakanzwa nezverufu rwbaba vake akabatwa neshoku tikazomusimudza.

1

Shoku isimba ramagetsi rinogwinha kana chipenyu chinenge chaagunzva. N'ombe yakagumha waya yaiva namagetsi ikabatwa neshoku ikawira pasi.

2

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word