Duramazwi
katyamadza
shocking · surprise · surprising · amaze
Duramazwi
shocking · surprise · surprising · amaze
Kushamisa.
Kushamisa.
Chinhu chinonzi chinogura meno ndechinokatyamadza vanhu zvekuti vanoshaya chekutaura.
Dambi kuitika kwezvinhu zvisina matsananguriro uye zvinokatyamadza.
Bvumbo unyanzwi hwekufembera kana un'anga hunokatyamadza.
Duramazwi
01 / 03katyamara
Kana munhu akatyamara anenge ashamisika zvikuru.
VerengaSwipe for the next word