Duramazwi · chiito
shamisa
funny · gruesome · mysterious · odd · remarkable · sensational · startle · strange · unreal · weird · amaze; astonish
Duramazwi · chiito
funny · gruesome · mysterious · odd · remarkable · sensational · startle · strange · unreal · weird · amaze; astonish
Kana chinhu chichishamisa chinenge chisinganyatsonzwisisiki, uye chisiri chinoitika mazuva ose.
Kana chinhu chichishamisa chinenge chisinganyatsonzwisisiki, uye chisiri chinoitika mazuva ose.
Izvi zvinhu zvinoitwa nemunhu zvino-shamisa, uye zvisina musoro.
Enda zvako unorara." Izvi zvakashamisa Tambaoga.
Iya ndiyo yaive nyoka chaiyo iya but chaive chakundishamisa ndechekuti yaive yazoenda kupi munguva pfupi pfupi yakadaro?.
Kana chinhu chichishamisa chinenge chichinetsa kutsanangura. Zvinoshamisa kuti Mwari akasika sei munhu.
-kahadza · -katyamadza · -kahanidza
Duramazwi
01 / 03shamisira
Kana munhu achinzi anoshamisira, anenge achiitira mumwe munhu manyawi nechinangwa chokuti aonekwe somunhu akakosha kana kuti anoziva.
VerengaSwipe for the next word