KwaunobvaDuramazwiSshamura

Duramazwi

shamura

-panjaura-chedebura

Zvinoreva

Kushamura kuvhura makumbo zvinoita kuti uonekwe nhengo dzomukati.

1

Kushamura kuvhura makumbo zvinoita kuti uonekwe nhengo dzomukati.

Kukwashamura kushandisa danda rakareba, riri dete, kurovesa michero kuti idonhe mumuti.

Kana munhu achinzi ashamura hapwa pane vanhu, anenge ataura zvinhu zvinoita kuti azvifumure.

Kushamura kuvhura makumbo zvinoita kuti uonekwe nhengo dzomukati.

Zvakafanana

-panjaura · -chedebura

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word