KwaunobvaDuramazwiSshamwaridzana

Duramazwi

shamwaridzana

friendly

Zvinoreva

Kushamwaridzana kuva vanhu vanowirirana muchiwanza kufamba kana kutamba mose.

1

Kushamwaridzana kuva vanhu vanowirirana muchiwanza kufamba kana kutamba mose.

Hama izwi rinoshandiswa nevanhu vanoshamwaridzana kunyangwe vasiri veropa rimwe.

Kushamwaridzana kuva vanhu vanowirirana muchiwanza kufamba kana kutamba mose.

Chomi izwi rinoshandiswa nevanhukadzi kureva munhurume waanenge achishamwaridzana naye.

2

Kushamwaridzana kufamba makakochekerana maoko muhuro kunowanza kuitwa navana vadiki kuratidza kuwirirana kwavo.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shamwarikadzi

Kana uri murume, shamwarikadzi yako munhu wechisikana kana wechikadzi waunenge uchidanana kana kungowirirana naye.

Verenga

Swipe for the next word