KwaunobvaDuramazwiFfambidzana

Duramazwi

fambidzana

-indidzana

Zvinoreva

Kushanyirana kana kufamba pamwe chete.

1

Kushanyirana kana kufamba pamwe chete.

Debra akange achiita zvechikoro zvake pamwe nekufambidzana naBaTakue.

Kana vanhu vaisafambidzana vanogona kutotanga kufambidzana nokuda kwehama inenge yavasiya.

2

Kana vanhu vachifambidzana vanenge vachiwirirana zvokuti vanopota vachishanyirana.

Chinhu chakanaka kuti vavakidzani vave vanhu vanofambidzana.

3

Kana muchifambidzana munzira munenge

Zvakafanana

-indidzana

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fambika

muchienda kunhu kumwe chete, muri pamwe chete.

Verenga

Swipe for the next word