Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchifambira munhu kana chimwe chinhu, unenge watoita zvokuita rwendo kuenda kwaari kana kuti kwachiri.
1
Kana uchifambira munhu kana chimwe chinhu, unenge watoita zvokuita rwendo kuenda kwaari kana kuti kwachiri.
Nyaya yako iyi inotoda kuti iwe uifambire, kwete kuita zvokunyora tsamba kana kutuma mwana.
Iye zvino akafambira zvaainge atumwa.
Senzira yekuongorora kuti tiri kufambira pamwe here ndakupawo bvunzo yaunotarisirwa kunyora.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fambira mberi
Kufambira mberi nechimwe chinhu kuramba muchichiita.
VerengaSwipe for the next word