Duramazwi
Zvinoreva
Kuendera munhu kundomuona nechinangwa chekumuita zimwe zvinhu.
1
Kuendera munhu kundomuona nechinangwa chekumuita zimwe zvinhu.
Anoziva here kuti ndikamuendera kuHarare ikoko tinotorwa chete?
Handiti zvavaisiendera zvainge zvowanikwa kwamai Mhofu here?, Kudya nekugeza.
Chavainge vaendera haana kuita basa nacho.
Mamwe mazwi ane E
EDuramazwi
01 / 03enderana
coincide
VerengaSwipe for the next word