KwaunobvaDuramazwiEende

Duramazwi · zita

ende

Zvinoreva

Izwi rinoshandisirwa pakudaidza.

1

Izwi rinoshandisirwa pakudaidza.

Ende rudo rwavo rwaitopisa semoto chaiwo.

Ende ndizvo chaizvo zvainge zvoitika.

Ende nhema dzababa ava so vainge vakanganwa kuti pakutanga vamboti vakanyepedzera kudonha iye zvino vave kuti vakange voda kufa.

Mamwe mazwi ane E

E

Duramazwi

01 / 03

endedzana

Kana vanhu vachiendedzana vanenge vachingoita zvinhu zvakafanana.

Verenga

Swipe for the next word