Kwaunobva/Duramazwi/E/enda
Duramazwi · chiito
depart · go
Duramazwi
enda [-inda]
Kufamba kubva panzvimbo.
ende
Izwi rinoshandisirwa pakudaidza.
endedzana
Kana vanhu vachiendedzana vanenge vachingoita zvinhu zvakafanana.
Swipe for the next word