KwaunobvaTsumoUchenjeriMwana muduku kudziva musendo noruoko iwo uchazomudziva womene.

Tsumo · Uchenjeri

Mwana muduku kudziva musendo noruoko iwo uchazomudziva womene.

Zvinorehwa

Vanhu vazhinji havadi kutaurirwa kuti chinhu chine ngozi dzamara vati vamboona ngozi yacho pachavo, ndiko kuti vazozvichenjerera.

What it means

Many people will not heed a warning about danger until they have seen the danger for themselves; only then do they learn caution.

Word for word

(If) a child (is) fending off a 'plane' with (bare) hands, the 'plane' will fend off (his hands) too. (musendo: sharp tool for smoothening wood)

Dzimwe tsumo dzeuchenjeri

Dzose

Tsumo · Uchenjeri

01 / 03

Kurava mbudzi nedzisipo kurava nedzava matoo.

What it means

It is better to rely on what you can currently verify than on something you can no longer confirm, since the situation may have already changed.

Verenga

Swipe for the next proverb