Tsumo · Uchenjeri
Nherera inozviudza yoga.
Zvinorehwa
Munhu ndowokuzvichenjereravo oga. Zvikuru kana munhu achinge ari murombo, kana kuti iri nherera, asina hama dzaangavimba nadzo, akafanira kuchenjerera nezvoupenyu hwake.
What it means
A person must learn to look out for themselves; especially if they are poor or an orphan with no family to rely on, they must be careful about their own life.
Word for word
An orphan advises himself/herself.
Mamwe mataurirwo
Nherera inozvichengeta pachayo. (-zvichengeta: care for oneself)
Tsuro inozvifudza yoga.