Tsumo · Uchenjeri
Pamanyore hapasimudzwi hapwa dzinozosimudzwa chapo chamuka.
Zvinorehwa
Kuti munhu uwane zvumoda pane imwe nzvimbo kana kuna vamwe vanhu, wakafanira kutanga wavanzarika zvakaipa zvako dzamara wazowana zvose zvumoda zvacho.
What it means
To get what you want from a place or from other people, you must first hide your own faults until you have received everything you wanted.
Word for word
Never expose your armpit in public until you have got what you wanted.
Mamwe mataurirwo
Dembo harivhiyivi paruzhinji.