Tsumo · Uchenjeri
Chidokodoko chirera muviri chikuru chinozouya wakora.
Zvinorehwa
Kuzoti chinhu chive chikuru, chine mbirimi, kunge chatanga chiri chidoko. Munhu wose anobudirira pakuita zvinhu anotanga nokuita zvinhu zvidoko. Hapana munhu anozvarwa achingova nokukudzwa kana kuti nounyanzvi.
What it means
For something to become great and significant, it must first have started out small. Everyone who succeeds at doing things starts by doing small things. No one is born already accomplished or skilled.
Word for word
A little helps to sustain the body; more will come later when you are fat.
Mamwe mataurirwo
Nzombe huru yakabva mukurerwa.
Shumba huru yakabva mukurerwa. (shumba: lion)
Chinotanga kukambaira kufamba kunouya kwoga.