KwaunobvaTsumoUchenjeriKutanda imbwa ikandire hona.

Tsumo · Uchenjeri

Kutanda imbwa ikandire hona.

Zvinorehwa

Kana uchiona kuti kugarokumbirwa zvinhu nomunhu zvinokushusha, mupe zvimwe zvazvo zvishomana kuti arege kuuya kwauri zvakare.

What it means

If you find that someone constantly asking you for things is wearing you down, give them a little of what they want so they stop coming back.

Word for word

In order to chase a dog away throw it a bone.

Mamwe mataurirwo

Kudzinga imbwa ikandire godo. (K)

Dzimwe tsumo dzeuchenjeri

Dzose

Tsumo · Uchenjeri

01 / 03

Charovedzera-charovedzera gudo rakakwira mawere kwasviba.

What it means

Someone used to doing a thing can manage it even when there are obstacles in the way.

Verenga

Swipe for the next proverb