KwaunobvaTsumoUchenjeriChisi chako kuita musoko-musoko unodya wakatarisa kumusuo.

Tsumo · Uchenjeri

Chisi chako kuita musoko-musoko unodya wakatarisa kumusuo.

Zvinorehwa

Kana munhu achishandisa chinhu chisiri chake kana kuti chinhu chokukumbira, akafanira kukurumidza nokuti anogona kuchitorerwa nomuridzi wacho panguva yaanenge achichishandisa iyoyo.

What it means

If you are using something that is not yours, or something borrowed, you should hurry, since the owner could take it back from you at any time while you are using it.

Word for word

What is not yours, you are bound to eat in mouthfuls while facing the door.

Mamwe mataurirwo

Chisi chako hachibatsiri unodya wakaringa kumusuo. (hachibatsiri: useless)

Dzimwe tsumo dzeuchenjeri

Dzose

Tsumo · Uchenjeri

01 / 03

Charovedzera-charovedzera gudo rakakwira mawere kwasviba.

What it means

Someone used to doing a thing can manage it even when there are obstacles in the way.

Verenga

Swipe for the next proverb