KwaunobvaDuramazwiFfamba

Duramazwi · chiito

famba

go · mobile · move · roam · swing · travel · walk · walk; travel; move

-hamba

Zvinoreva

Kufamba kubva pane imwe nzvimbo kuenda pane imwe, netsoka kana kuti uchishandisa muchini wakaira sebhasikoro kana motokari.

1

Kufamba kubva pane imwe nzvimbo kuenda pane imwe, netsoka kana kuti uchishandisa muchini wakaira sebhasikoro kana motokari.

Rwendo rurefu rwakadai harudi kufamba netsoka.

Hapana murume anoda kuroora mukadzi anofamba-famba.

Kana tichinyora chiito chakadzokororwa chakaita safamba-famba, tinoshandisa haifeni kubatanidza mativi maviri ezwi rinenge rakapetwa.

Zvakafanana

-hamba

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

famba-famba

Kana uchifamba-famba unenge uchingombeya kana kutenderera, uchiti apa wasvika, apa wabva, usina kwawakananga chaiko.

Verenga

Swipe for the next word