KwaunobvaDuramazwiFfambika

Duramazwi

fambika

Zvinoreva

muchienda kunhu kumwe chete, muri pamwe chete.

Kana kunhu kuchinzi kunofambika kunenge kusiri kure zvakanyanya, zvokuti hakuzezesi kuenda.

1

Ndimirire ndimbopfeka, tigofambidzana kuenda kuchechi.

Kwavaenda kwacho pane mutunhu asi netsoka panofambika zvapo.

Kana kunhu kuchinzi kunofambika kunenge kusiri kure zvakanyanya, zvokuti hakuzezesi kuenda.

2

Nhambwe mufambo mupfupi unofambika zviri nyore.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fambira

Kana uchifambira munhu kana chimwe chinhu, unenge watoita zvokuita rwendo kuenda kwaari kana kuti kwachiri.

Verenga

Swipe for the next word