KwaunobvaDuramazwiFfambe

Duramazwi

fambe

Zvinoreva

Kana ukangoti fambe unenge wabva pawanga uri, asi usati wasvika kure.

1

Chose chaunoda muhupenyu ngachifambe sekuda kwako.

Regai ndiburuke muchibhazi chisina dhiziri ndifambe neBenz dziri kutikoka kurwendo.

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word