KwaunobvaDuramazwiFfamba-famba

Duramazwi

famba-famba

-hura-feva

Zvinoreva

Kana uchifamba-famba unenge uchingombeya kana kutenderera, uchiti apa wasvika, apa wabva, usina kwawakananga chaiko.

1

Kana uchifamba-famba unenge uchingombeya kana kutenderera, uchiti apa wasvika, apa wabva, usina kwawakananga chaiko.

Tichambofamba-famba zvedu muguta umu kuvaraidza nguva.

Kasungazwi kamutsetse kanonyorwa pakati pechiito chakadzokororwa. Chiito chekuti famba-famba chakabatanidzwa nekasungazwi kari pakati.

2

Kana munhu achinzi anofamba-famba anenge achiita zvounzenza kana zvechihure.

Hapana murume anoda kuroora mukadzi anofamba-famba.

Zvakafanana

-hura · -feva

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fambe

Kana ukangoti fambe unenge wabva pawanga uri, asi usati wasvika kure.

Verenga

Swipe for the next word