KwaunobvaDuramazwiMmbeya

Duramazwi

mbeya

Zvinoreva

Kumbeya kufamba munhu achipedza nyika, asingambozorori.

1

Kumbeya kufamba munhu achipedza nyika, asingambozorori.

Akambeya neZimbabwe achitsvaga baba vake asi haana kuvawana.

Pachirimo taienda kumapani kunosvaya mbeya, tichidziuraya.

2

Kumbeya kufamba seusinganyatsozivi zvaunoda, kana kwauri kuenda.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbeya mbeya

Kuti mbeya mbeya kudzadzarika kunoita munhu akadhakwa.

Verenga

Swipe for the next word