KwaunobvaDuramazwiGgwayawaya

Duramazwi

gwayawaya

-vhavadhuma

Zvinoreva

Kugwayawaya kufamba-famba, kungava kutiza kana kungoendawo.

1

Kugwayawaya kufamba-famba, kungava kutiza kana kungoendawo.

Takagwayawaya taona mabiko acho asina tunyama nedoro.

Kugwayawaya kufamba-famba, kungava kutiza kana kungoendawo.

Zvakafanana

-vhava · dhuma

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwaza

Kugwaza kupedza basa rinenge ranzi riitwe nenguva yakatarwa. Ndakaswera mumunda kusvikira ndagwaza ndima sandakanzi ndisakure.

Verenga

Swipe for the next word