KwaunobvaDuramazwiGgwazvo

Duramazwi

gwazvo

Zvinoreva

Gwazvo inyama inenge isina mafuta ichigozha kudambura namazino, kazhinji iri yepadumbu remhuka.

1

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwe

Kuti gwe kungokaruka vanhu vasangana pasina kufungidzira.

Verenga

Swipe for the next word