Duramazwi02 / 03gwebuKuti gwebu kukwatura chivharo kana dombo rakaita gwandefa kuti uone zviri pasi. Akati gwebu gwandeja ndokubva aona chinyavada.Verenga→
Duramazwi03 / 03gwedaKugweda kumhanya uchitomhoka-tomhoka. Vakomana vaigweda, vachimirira kuti pito irire vatangise mutambo.Verenga→